جَمِّلْ أَحْوَالَنَا وَ ارْحَمْ وَ لَاتَمْتَحِنَّا
Beautify Our Condition, Have Mercy on Us, and Do Not Test Us
Sn
الله الله يَا الله الله الله يَا الله
جَمِّلْ أَحْوَالَنَا وَارْحَمْ وَلَاتَمْتَحِنَّا
Allah, Allah, imi Allah! Allah, Allah, imi Allah!
Nakisai magariro edu, tinzwirei tsitsi uye musatiedze.
يَا أَكْحَلَ العَيْنْ حَيِّ الدَّانْ لَيْلَةْ سَمَرْنَا
نَكِّشِ الدَّانْ مِنْ مَغْنَى سُلَيْمَا أَلِفْ مَعْنَى
Haiwa imi vane maziso akasviba, mutsai kambo muusiku hwedu hwekurukurirano
Budisai muimbira yemusha waSulayma zvinoreva zvine chiuru.
مِنْ سَنَا البَرْقْ لِيْ لَألَأْ عَلَى طُورِ سِينَاءْ
يَوْمْ مُوسَى اقْتَبَسْ مِنُّهْ وَ نَحْنُ اصْطَلَيْنَا
Kubva pakuvaima kwemheni kwakapenya pagomo reSinai
Nezuva rakatungidzwa naMusa pfarivari kwairi, isu tichidziyirwa nemoto wayo.
مَنْ نَظَرْ مِنْهُ بَرْقَةْ صَاحْ مِنْهَا وَ أَنَّا
مَنْ سَمِعْ أَنَّةَ المَحْزُونْ تَخْشَاهْ يَفْنَى
Ani nani akaona kupenya kwayo akachema nekugomera
Ani nani anonzwa kugomera kweakasuwa, tya kuti anganyangarika murufaro rwekudenga.
يَا الله اِرْحَمْهُ وَانْظُرْ لُهْ فَإِنُّهْ مُعَنَّى
مِثِلْ ذُولَاكْ لِي ذَاقُوهْ مِن قَبِلْ كُنَّا
Haiwa Allah, vanzwirei tsitsi muvatarise nekuti vopera nerudo
Sevaye vakaizviva tisati tavapo.
أَهِلْ حَضْرَتِهْ لِي مِنْ شُرْبِهِمْ قَدْ شَرِبْنَا
وَالَّذِي عَاصَرُونَا مَا دَرُوا إِيشْ مَعْنَا
Vanhu vepamberi Pake, vane waini yakanwiwa nesu
Panguva iyo vakararama nesu vasina kuziva zvatinoreva.
مِن شَرَابِ المَحَبَّةْ وَ الصَّفَا لِي شَرِبْنَا
وَاصْطَبَحْنَا مِنْ أَقْدَاحِ الهَوَى وَاغْتَبَقْنَا
Kubva muwaini yerudo nekuchena kwatakanwa
Takanwa mikombe yeshungu mangwanani nemauro zvakare.
كُلُّ مَنْ كَانْ يُنْكِرْ ذَا يَجِي يَسْتَمِعْنَا
يَسْتَمِعْ فَضْلَنَا نَصَّ الكِتَابِ المُبِينَا
Regai mumwe nemumwe anoramba izvi auye atiteerere
Ngaanzwe unhu hwedu, chinyorwa chakajeka cheBhuku Rinodudzira.
أَهْلُ بَيْتِ النَّبِيّ أَهْلُ الوَفَا وَاليَقِينَا
هُمْ هُمْ أَهْلُ الكِسَاءْ يَا الله بِهِمْ جُدْ عَلَيْنَا
Mhuri yeMuporofita, vanhu vekuvimbika nechokwadi
Ndivo Vanhu veNguvo, haiwa Allah, kubudikidza navo tipeyi rupo Rwenyu.
هُمْ هُمْ أَهْلُ الكِسَاءْ يَا الله بِهِمْ جُدْ عَلَيْنَا
بالعَوَافِي فِي الدَّارَيْنْ وَالكُلُّ مِنَّا
Ndivo Vanhu veNguvo, haiwa Allah, kubudikidza navo tipeyi rupo Rwenyu
Nekugadzikana mudzimba dzose, kwatiri nehama dzedu dzose.
جَمِّل أَحْوالَنَا وَ ارْحَمْ وَ لَاتَمْتَحِنَّا
وَ الصَّلَاةُ عَلَى احْمَدْ مَاَ غَفَتْ كُلُّ عَيْنَا
Nakisai magariro edu, tinzwirei tsitsi uye musatiedze
Minyengetero ngaive pana Ahmad chero bedzi ziso richiri kuwana hope.