لَمْ يَخْلُقِ الرَّحْمَنُ مِثْلَ مُحَمَّدٍ
Mune Ngoni haana kusika akafanana naMuhammad.
Sn
Sn
لَمْ يَخْلُقِ الرَّحْمَنُ مِثْلَ مُحَمَّدٍ
بَيْنَ الْوَرَى بَشَراً عَلَى الْإِطْلَاقِ
Wengoni haasati asika akafanana naMuhammad
Pakati pezvisikwa zvose, hapana munhu zvachose
كَلَّا وَلَا عَرَفَ الْخَلَائِقُ قَدْرَهُ
مَا فَوْقَهُ حَقّاً سِوَى الْخَلَّاقِ
Kwete, zvisikwa hazvisati zvamboziva ukuru hwake
Hapana ari pamusoro pake zvechokwadi kunze kweMusiki
مَاذَا أَقُولُ بِوَصْفِهِ وَمَدِيحِهِ
وَسَنَاهُ دَوْماً بَاهِرُ الْإِشْرَاقِ
Ndingagone kutaura chii mukurondedzera nekumurumbidza?
Kupenya kwake kunogara kuchivaima nekubwinya kukuru
وَهُوَ الَّذِي لِلْخَلْقِ أُرْسِلَ رَحْمَةً
وَأَتَى يُتَمِّمُ مَكَارِمَ الْأَخْلَاقِ
Ndiye akatumwa setsitsi kuzvisikwa zvose
Uye akauya kuzopedzisa hunhu hune mbiri kwazvo