حُبُّ الْحُسَيْنْ
Rudo rwaHusayn
Sn
حُبُّ الْحُسَيْنْ وَسِيلَةُ الْسُّعَدَاءِ
وَضِيَاؤُهُ قَدْ عَمَّ فِي الْأَرْجَاءِ
Rudo rwaHusayn ndiyo nzira yerufaro rusingaperi
Uye kupenya kwake kwazadza mativi ose enyika
سِبْطٌ تَفَرَّعَ مِنْهُ نَسْلُ الْمُصْطَفَى
وَأَضَاءَ مِصْرْ بِوَجْهِهِ الْوَضَّاءِ
Muzukuru akaita kuti dzinza raMusarudzwa ribudirire
Akavhenekera Ijipita nechiso chake chinopenya
فَهُوَ الْكَرِيمْ اِبْنُ الْكَرِيمْ
وَجَدُّهُ خَيْرُ الْأَنَامْ وَسَيِّدُ الْشُّفَعَاءِ
Nekuti iye mwanakomana anoremekedzwa weanoremekedzwa
Sekuru vake ndivo vakanakisisa pazvisikwa uye Ishe wevarevereri