قِفْ وَاسْتَمِعْنِي يَا نَدِيمْ
Mira unditeerere iwe shamwari.
Sn
قِفْ وَاسْتَمِعْنِي يَا نَدِيمْ
قَوْلًا بِمَعْنَاهُ أَهِيمْ
Mira unditeerere iwe shamwari
Mashoko ane revo yandinoyemura zvikuru
حَمَلَتْ بِأَحْمَدَ أُمُّهُ
وَالْسَّعْدُ كَانَ لَهَا خَدِيمْ
Amai vake vakatakura pamuviri paAhmed
Uye rombo rakanaka raive mushandi kwavari
حَمَلَتْ بِأَزْكَى الْأَنْبِيَاءْ
نَسَبًا وَهَنَّاهَا الْكَرِيمْ
Vakatakura muporofita akachenesesa
Padzinza, uye Mukuru akavakorokotedza
نَالَتْ بِهِ كُلَّ الْمُنَى
وَالْمَجْدِ وَالْعِزِّ الْمُقِيمْ
Vakawana naye zvose zvavaishuvira
Nekubwinya nerukudzo rusingagumi
يَا فَوْزَهَا بِالْمُصْطَفَى
حَازَتْ بِهِ الْشَّرَفَ الْعَظِيمْ
Haiwa kupfuma kwavo naMustafa
Vakawana naye rukudzo rwakanyanya
بُشْرَاكِ آمِنَةَ الْرِّضَى
بِمُحَمَّدٍ عَيْنِ الْنَّعِيمْ
Makorokoto kwauri Amina anofadza
NaMuhammad, manyuko emufaro muchena